Vanhu vakanga vasina ushamwari nguva dzose nemhando ipi neipi yemhuka dzinoyamwisa, dzinokambaira, dzeshiri, kana kuti dzomumvura.Asi nokugara pamwe chete kwenguva refu, vanhu nemhuka vakadzidza kuvimbana.Chokwadi, zvasvika pakuti vanhu vatore mhuka kwete sevabatsiri chete asi se...
Verenga zvimwe